VaGaratiya 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+ VaGaratiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:13 Bhaibheri Rinombodzidzisei, p. 205
13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+