Joshua 7:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 VaIsraeri vatadza. Vaputsa sungano+ yangu yandakavarayira kuti vachengete. Vakatora chimwe chinhu chaiva pazvinhu zvaifanira kuparadzwa,+ vakachiba,+ vakachiviga pazvinhu zvavo.+ VaHebheru 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+
11 VaIsraeri vatadza. Vaputsa sungano+ yangu yandakavarayira kuti vachengete. Vakatora chimwe chinhu chaiva pazvinhu zvaifanira kuparadzwa,+ vakachiba,+ vakachiviga pazvinhu zvavo.+
13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+