Zvirevo 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mhinduro nyoro inodzora kutsamwa,+Asi shoko rinorwadza rinomutsa hasha.+ Mateu 5:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Vanofara vanyoro,+ nekuti vachagara nhaka yenyika.+ VaGaratiya 5:22, 23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Asi zvibereko zvemweya rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, mutsa, kuva akanaka,+ kutenda, 23 unyoro, kuzvidzora.+ Hapana mutemo unorambidza zvinhu zvakadai. VaKorose 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka sevanhu vaMwari vakasarudzwa,+ vatsvene uye vanodiwa, pfekai rudo rwakadzama muchinzwirana tsitsi,+ mutsa, kuzvininipisa,*+ unyoro,+ nemwoyo murefu.+ 1 Petro 3:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi tsvenesai Kristu saShe mumwoyo menyu, muchigara makagadzirira kupindura munhu wese anokubvunzai nezvetariro yamuinayo, asi muchizviita neunyoro+ neruremekedzo rukuru.+
22 Asi zvibereko zvemweya rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, mutsa, kuva akanaka,+ kutenda, 23 unyoro, kuzvidzora.+ Hapana mutemo unorambidza zvinhu zvakadai.
12 Saka sevanhu vaMwari vakasarudzwa,+ vatsvene uye vanodiwa, pfekai rudo rwakadzama muchinzwirana tsitsi,+ mutsa, kuzvininipisa,*+ unyoro,+ nemwoyo murefu.+
15 Asi tsvenesai Kristu saShe mumwoyo menyu, muchigara makagadzirira kupindura munhu wese anokubvunzai nezvetariro yamuinayo, asi muchizviita neunyoro+ neruremekedzo rukuru.+