RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Timoti 1:13, 14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Ramba uchitevedzera muenzaniso wemashoko anobatsira*+ awakanzwa kwandiri nekutenda nerudo zvinobva pakuva pamwe naKristu Jesu. 14 Chengetedza zvawakachengeteswa izvi uchibatsirwa nemweya mutsvene, uyo uri kugara matiri.+

  • 2 Timoti 3:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Asi iwe ramba uchiita zvinhu zvawakadzidza uye zvawakabatsirwa kuti utende,+ uchiziva kuti wakazvidzidza kunaani

  • 2 Timoti 4:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Asi iwe, ngwarira zvinhu zvese, tsungirira matambudziko,+ ita basa remuevhangeri,* ita ushumiri hwako zvizere.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe