Mabasa 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi Ishe akati kwaari: “Enda! nekuti kwandiri murume uyu mudziyo wakasarudzwa+ kuti aende nezita rangu kune mamwe marudzi+ nekumadzimambo nekuvanakomana vaIsraeri.+ 1 Timoti 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuda kweuchapupu uhwu,+ ndakagadzwa kuti ndive muparidzi uye muapostora,+ (ndiri kutaura chokwadi, handisi kunyepa), mudzidzisi wemamwe marudzi+ panyaya yekutenda uye yechokwadi.
15 Asi Ishe akati kwaari: “Enda! nekuti kwandiri murume uyu mudziyo wakasarudzwa+ kuti aende nezita rangu kune mamwe marudzi+ nekumadzimambo nekuvanakomana vaIsraeri.+
7 Nekuda kweuchapupu uhwu,+ ndakagadzwa kuti ndive muparidzi uye muapostora,+ (ndiri kutaura chokwadi, handisi kunyepa), mudzidzisi wemamwe marudzi+ panyaya yekutenda uye yechokwadi.