1 Timoti 4:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Ramba uchizvichenjerera iwe pachako, nekudzidzisa kwako.+ Ramba wakashinga pakuita zvinhu izvi, nekuti kana ukadaro uchazviponesa iwe pachako, nevaya vanokuteerera.+ 2 Timoti 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ramba uchitevedzera muenzaniso wemashoko anobatsira*+ awakanzwa kwandiri nekutenda nerudo zvinobva pakuva pamwe naKristu Jesu.
16 Ramba uchizvichenjerera iwe pachako, nekudzidzisa kwako.+ Ramba wakashinga pakuita zvinhu izvi, nekuti kana ukadaro uchazviponesa iwe pachako, nevaya vanokuteerera.+
13 Ramba uchitevedzera muenzaniso wemashoko anobatsira*+ awakanzwa kwandiri nekutenda nerudo zvinobva pakuva pamwe naKristu Jesu.