RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 9:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Hausi kupinda kunotora nyika iyi nekuti wakarurama kana kuti mwoyo wako wakarurama. Asi Jehovha Mwari wako ari kudzinga marudzi aya pamberi pako+ nemhaka yekuipa kwawo kuti Jehovha azadzise shoko raakapikira madzitateguru ako, Abrahamu,+ Isaka,+ naJakobho.+

  • VaRoma 3:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 sekunyorwa kwazvakaitwa: “Hapana munhu akarurama, kana mumwe chete zvake;+

  • VaGaratiya 3:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Saka Mutemo unopesana nevimbiso dzaMwari here? Kwete, handizvo! Nekuti kudai kwakanga kwapiwa mutemo waikwanisa kupa upenyu, kururama kungadai kwakavapo nemutemo.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe