Numeri 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Iye zvino ona kuti ndapa vanakomana vaRevhi zvegumi zvese+ pakati paIsraeri kuti ive nhaka yavo nekuti vari kuita basa ravo rekushumira patende rekusanganira. Numeri 18:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “Unofanira kuudza vaRevhi kuti, ‘Muchagamuchira chegumi chinobva kuvaIsraeri chandakupai kuti chive nhaka yenyu,+ uye munofanira kupa Jehovha mupiro wechegumi chinobva pachegumi chacho.+ Dheuteronomi 14:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 “Panopera makore matatu ega ega, unofanira kuuya nechegumi chese chezvibereko zvako zvegore iroro, wozviisa mukati memaguta ako.+
21 “Iye zvino ona kuti ndapa vanakomana vaRevhi zvegumi zvese+ pakati paIsraeri kuti ive nhaka yavo nekuti vari kuita basa ravo rekushumira patende rekusanganira.
26 “Unofanira kuudza vaRevhi kuti, ‘Muchagamuchira chegumi chinobva kuvaIsraeri chandakupai kuti chive nhaka yenyu,+ uye munofanira kupa Jehovha mupiro wechegumi chinobva pachegumi chacho.+
28 “Panopera makore matatu ega ega, unofanira kuuya nechegumi chese chezvibereko zvako zvegore iroro, wozviisa mukati memaguta ako.+