-
Nehemiya 10:37Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
37 Tichauyawo neupfu husina kutsetseka hwezvibereko zvedu zvekutanga,+ mipiro yedu, michero yemiti yemarudzi ese,+ waini itsva, nemafuta,+ kuvapristi kudzimba dzekuchengetera zvinhu* dzeimba yaMwari wedu,+ pamwe chete nechegumi chenyika yedu kuvaRevhi,+ nekuti vaRevhi ndivo vanotora zvegumi mumaguta edu ese anoita zvekurima.
-