Genesisi 12:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+ Genesisi 12:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka Abramu akaenda sezvaakanga audzwa naJehovha, uye Roti akaenda naye. Abramu akanga ava nemakore 75 paakabva muHarani.+
12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+
4 Saka Abramu akaenda sezvaakanga audzwa naJehovha, uye Roti akaenda naye. Abramu akanga ava nemakore 75 paakabva muHarani.+