-
Genesisi 22:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 Izvi zvaitika, Mwari wechokwadi akaedza Abrahamu,+ uye akati kwaari: “Abrahamu!” iye akadavira achiti: “Ndiri pano!” 2 Akabva ati: “Ndinokumbirawo kuti utore mwanakomana wako,+ mwanakomana wako mumwe chete waunoda kwazvo, Isaka,+ uende kunyika yeMoriya,+ umupe sechibayiro chinopiswa ikoko pane rimwe gomo randichakusarudzira.”
-