VaHebheru 11:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekutenda, Abrahamu paakaedzwa,+ akaita seakatobayira Isaka. Murume akanga agamuchira nemufaro vimbiso akaedza kupa mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+
17 Nekutenda, Abrahamu paakaedzwa,+ akaita seakatobayira Isaka. Murume akanga agamuchira nemufaro vimbiso akaedza kupa mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+