Genesisi 15:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akatenda muna Jehovha,+ akanzi akarurama.+ VaRoma 4:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti rugwaro runotii? “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* uye akanzi akarurama.”+ VaGaratiya 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Sezvo Abrahamu “akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama.”+