RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 4:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Nekuti Abrahamu kana vana vake havana kuvimbiswa kuti vaizogara nhaka yenyika+ nekuti vakanga vachengeta mutemo, asi vakavimbiswa nekuti vakanga vanzi vakarurama zvichibva pakutenda.+

  • VaRoma 4:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Saka “akanzi akarurama.”+

  • VaGaratiya 3:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Sezvo Abrahamu “akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama.”+

  • Jakobho 2:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 zvikazadzisa rugwaro runoti: “Abrahamu akatenda muna Jehovha,* akanzi akarurama,”+ uye akasvika pakunzi shamwari yaJehovha.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe