RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 4:10, 11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nekuti zvakanyorwa kuti: ‘Jehovha* Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye ega waunofanira kuitira basa dzvene.’”+ 11 Dhiyabhorosi akabva amusiya,+ ngirozi dzikauya, dzikatanga kumushumira.+

  • Ruka 4:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Saka Dhiyabhorosi paakanga apedza kumuedza, akamusiya kusvikira pane imwe nguva yaizomuka mumwe mukana.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe