RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 110:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 110 Jehovha akati kuna Ishe wangu:

      “Gara kuruoko rwangu rwerudyi+

      Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+

  • Mabasa 7:55
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 55 Asi iye, azere nemweya mutsvene, akaramba akatarisa kudenga, akaona kubwinya kwaMwari nekwaJesu amire kuruoko rwerudyi rwaMwari,+

  • VaHebheru 10:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Asi murume uyu akapa chibayiro chezvivi chimwe chete zvikabva zvakwana, ndokugara kuruoko rwerudyi rwaMwari,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe