VaRoma 8:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka kana tiri vana, tinogarawo nhaka, nhaka yaMwari, asi tinogara nhaka+ iyi pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura pamwe chete+ kuti tizokudzwawo pamwe chete.+ 2 VaKorinde 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Tinogara tichitsungirira mumiviri yedu zvakaipa zvatinoitirwa zvinogona kuguma nerufu zvakaitirwawo Jesu,+ kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena mumiviri yedu. 2 Timoti 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndingatoti, vese vanoda kurarama vachizvipira kuna Mwari muna Kristu Jesu vachatambudzwawo.+
17 Saka kana tiri vana, tinogarawo nhaka, nhaka yaMwari, asi tinogara nhaka+ iyi pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura pamwe chete+ kuti tizokudzwawo pamwe chete.+
10 Tinogara tichitsungirira mumiviri yedu zvakaipa zvatinoitirwa zvinogona kuguma nerufu zvakaitirwawo Jesu,+ kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena mumiviri yedu.