12 Nekuda kweizvi ndichamupa mugove pakati pevazhinji,
Uye achagovana nevane simba zvinhu zvinenge zvapambwa,
Nekuti akadurura upenyu hwake kunyange kusvikira parufu+
Uye akaverengwa pamwe chete nevadariki;+
Akatakura chivi chevanhu vakawanda,+
Uye akareverera vadariki.+