Pisarema 23:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jehovha ndiye Mufudzi wangu.+ Hapana chandichashayiwa.+ Isaya 40:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Achachengeta* makwai ake sezvinoita mufudzi.+ Achaunganidza makwayana neruoko rwake,Uye achaatakura pachipfuva chake. Achatungamirira zvinyoronyoro aya anoyamwisa.+
11 Achachengeta* makwai ake sezvinoita mufudzi.+ Achaunganidza makwayana neruoko rwake,Uye achaatakura pachipfuva chake. Achatungamirira zvinyoronyoro aya anoyamwisa.+