RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 33:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Muimbirei rwiyo rutsva;+

      Ridzai tambo zvine unyanzvi, muchishevedzera nemufaro.

  • Pisarema 144:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Haiwa Mwari, ndichakuimbirai rwiyo rutsva.+

      Ndichaimba ndichikurumbidzai,* ndichiridza chiridzwa chine tambo gumi,

  • Isaya 42:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+

      Iko kurumbidzwa kwake muri kumigumo yenyika,+

      Imi munodzika kugungwa nezvese zviri mariri,

      Imi zvitsuwa nevagari vazvo.+

  • Zvakazarurwa 14:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Uye vari kuimba rwiyo runoita serwiyo rutsva+ vari pamberi pechigaro cheumambo nepamberi pezvisikwa zvipenyu zvina+ nepevakuru,+ uye hapana akakwanisa kudzidza rwiyo irworwo kunze kwevaya vane 144 000,+ vakatengwa panyika.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe