Eksodho 20:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita denga nenyika, gungwa, nezvese zviri mazviri, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva reSabata uye akariita dzvene. Nehemiya 9:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Imi mega ndimi Jehovha;+ ndimi makasika matenga, iwo matenga ekumatenga, neuto rawo rese, nyika nezvese zviri mairi, makungwa nezvese zviri maari. Uye munozvichengeta zvese zviri zvipenyu, uye uto rekudenga riri kukukotamirai. Pisarema 146:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Muiti wedenga nenyika,Negungwa, nezvese zviri mazviri,+Uyo anoramba akatendeka,+
11 Nekuti mumazuva matanhatu Jehovha akaita denga nenyika, gungwa, nezvese zviri mazviri, uye akatanga kuzorora pazuva rechinomwe.+ Ndokusaka Jehovha akakomborera zuva reSabata uye akariita dzvene.
6 “Imi mega ndimi Jehovha;+ ndimi makasika matenga, iwo matenga ekumatenga, neuto rawo rese, nyika nezvese zviri mairi, makungwa nezvese zviri maari. Uye munozvichengeta zvese zviri zvipenyu, uye uto rekudenga riri kukukotamirai.