RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 8:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Panguva iyoyo Soromoni akaunganidza+ vakuru vaIsraeri, vakuru vese vemadzinza, nemachinda edzimba dzemadzibaba evaIsraeri.+ Vakauya kuna Mambo Soromoni kuJerusarema kuti vakwidze neareka yesungano yaJehovha kubva muGuta raDhavhidhi,+ kureva Ziyoni.+

  • 1 Madzimambo 8:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Vapristi vakabva vaisa areka yesungano yaJehovha munzvimbo yayo,+ muimba yemukati yeimba yacho, iyo Nzvimbo Tsvenetsvene, pasi pemapapiro emakerubhi.+

  • VaHebheru 8:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Iri ndiro shoko guru pane zvatiri kutaura: Tine mupristi mukuru akaita seuyu,+ uye akagara kuruoko rwerudyi rwechigaro cheumambo chaChangamire kumatenga,+ 2 mushumiri wemunzvimbo tsvene+ uye wemutende rechokwadi, rakamiswa naJehovha,* kwete nemunhu.

  • VaHebheru 9:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Asi Kristu paakauya semupristi mukuru wezvinhu zvakanaka zvakatoitika, akapfuura nemutende guru uye rakanyatsokwana risina kugadzirwa nemaoko, kureva kuti, risina kuita sezvinhu zvakasikwa zvepasi pano.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe