Zvakazarurwa 11:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Pazvinenge zvapedza kupupura, chikara chinobuda mugomba rakadzikadzika chicharwa nazvo chozvikunda, chozviuraya.+ Zvakazarurwa 13:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Pano ndipo panodiwa uchenjeri: Munhu ane ungwaru ngaaongorore kuti nhamba yechikara ndeipi, nekuti inhamba yemunhu; uye nhamba yacho i666.+
7 Pazvinenge zvapedza kupupura, chikara chinobuda mugomba rakadzikadzika chicharwa nazvo chozvikunda, chozviuraya.+
18 Pano ndipo panodiwa uchenjeri: Munhu ane ungwaru ngaaongorore kuti nhamba yechikara ndeipi, nekuti inhamba yemunhu; uye nhamba yacho i666.+