Zvakazarurwa 19:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndakaona denga rakavhurika, paine bhiza jena.+ Ainge akaritasva anonzi Akatendeka+ uye weChokwadi.+ Iye anotonga zvakarurama uye anorwa zvakarurama.+ Zvakazarurwa 19:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza+ rekutemesa marudzi, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Anotsika-tsikawo muchisviniro chewaini yekutsamwa kukuru kwaMwari Wemasimbaose.+
11 Ndakaona denga rakavhurika, paine bhiza jena.+ Ainge akaritasva anonzi Akatendeka+ uye weChokwadi.+ Iye anotonga zvakarurama uye anorwa zvakarurama.+
15 Mukanwa make makabuda bakatwa refu rakapinza+ rekutemesa marudzi, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Anotsika-tsikawo muchisviniro chewaini yekutsamwa kukuru kwaMwari Wemasimbaose.+