1 Madzimambo 7:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Akabva agadzira Dziva* achishandisa simbi yakanyungudutswa.+ Rakanga riri reraundi, riine makubhiti 10 kubva kune rimwe divi remuromo waro kusvika kune rimwe divi remuromo waro, uye rakanga rakadzika makubhiti 5, uye paida tambo yakareba makubhiti 30 kuti uripoteredze.+ Zvakazarurwa 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Pamberi pechigaro chacho cheumambo paiva nerinenge gungwa rakaita segirazi,+ rakafanana nekristaro. Nechepakati pechigaro chacho* uye kumativi acho ese, paiva nezvisikwa zvipenyu zvina+ zvainge zvizere maziso mberi neshure.
23 Akabva agadzira Dziva* achishandisa simbi yakanyungudutswa.+ Rakanga riri reraundi, riine makubhiti 10 kubva kune rimwe divi remuromo waro kusvika kune rimwe divi remuromo waro, uye rakanga rakadzika makubhiti 5, uye paida tambo yakareba makubhiti 30 kuti uripoteredze.+
6 Pamberi pechigaro chacho cheumambo paiva nerinenge gungwa rakaita segirazi,+ rakafanana nekristaro. Nechepakati pechigaro chacho* uye kumativi acho ese, paiva nezvisikwa zvipenyu zvina+ zvainge zvizere maziso mberi neshure.