RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 75:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Nekuti muruoko rwaJehovha mune kapu;+

      Waini yacho iri kupupuma uye yakanyatsosanganiswa.

      Achatoidurura,

      Uye vakaipa vese vepanyika vachainwa, kusvikira kumasese acho.”+

  • Jeremiya 25:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Nekuti Jehovha Mwari waIsraeri ati kwandiri: “Tora kapu iyi yewaini yekutsamwa muruoko rwangu, unwise marudzi ese andinokutuma kwaari.

  • Zvakazarurwa 14:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Imwe ngirozi yechitatu yakadzitevera ichiti nenzwi guru: “Kana munhu akanamata chikara+ nemufananidzo wacho uye akaiswa chiratidzo pahuma yake kana paruoko rwake,+ 10 achanwawo waini yekutsamwa kwaMwari iyo inodururwa isina kuvhenganiswa mukapu yehasha dzaMwari,+ uye achatambudzwa nemoto nesarufa+ pamberi pengirozi tsvene nepamberi peGwayana.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe