17 “Zvino iwe mwanakomana wemunhu, zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Udza shiri dzemarudzi ese nezvikara zvese zvesango kuti, “Unganai, muuye. Unganai pachibayiro changu chandiri kukubayirai, chibayiro chikuru mumakomo eIsraeri.+ Muchadya nyama uye muchanwa ropa.+