RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Chiedza chemashoko akanaka (1-6)

        • Pfungwa dzevanhu vasingatendi dzakapofumadzwa (4)

      • Pfuma mumidziyo yevhu (7-18)

2 VaKorinde 4:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hatineti.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ucharatidza Kubwinya kwaMwari Here?

    w05 8/15 p. 14 ndim. 4

    Pfuma Yedu, Ushumiri Hwomuzuva Razvino Uno Hwembiri

    w90 7/15 p. 18

2 VaKorinde 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 2:17; VaG 1:9
  • +2VaK 6:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ucharatidza Kubwinya kwaMwari Here?

    w05 8/15 p. 14 ndim. 4

    Magwaro Ashandiswa Zvakarurama

    be chidzidzo 22

    Kuvimbika Munyika Isina Kukwana

    w97 5/1 pp. 6-7

    Kutsigira Nokuvimbika Shoko raMwari Rakafuridzirwa

    w97 10/1 pp. 18-20

    Pfuma Yedu, Ushumiri Hwomuzuva Razvino Uno Hwembiri

    w90 7/15 p. 18 ndim. 8

2 VaKorinde 4:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakristu Vanoratidza Kubwinya kwaJehovha

    w05 8/15 pp. 21-22

    Pfuma Yedu, Ushumiri Hwomuzuva Razvino Uno Hwembiri

    w90 7/15 pp. 18-19 ndim. 10-12

2 VaKorinde 4:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wemamiriro ezvinhu epanguva ino.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “nekupenya kwemashoko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:14
  • +Joh 14:30; VaE 2:2; 1Jo 5:19
  • +Isa 60:2; Joh 8:12
  • +VaK 1:15; VaH 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfuma Yedu, Ushumiri Hwomuzuva Razvino Uno Hwembiri

    w90 7/15 pp. 16-19 ndim. 5-12

    Murangariro womuKristu Wezviremera Zvikuru

    w90 11/1 pp. 13-15

2 VaKorinde 4:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfuma Yedu, Ushumiri Hwomuzuva Razvino Uno Hwembiri

    w90 7/15 pp. 18-19 ndim. 11-12

2 VaKorinde 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:3
  • +1Pe 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ita Ushumiri Hwako Kwazvo”

    w04 3/15 pp. 16-17 ndim. 9-10

    Chiedza chaMwari Chinodzinga Rima!

    w02 3/1 p. 8 ndim. 2

    Pfuma Yedu, Ushumiri Hwomuzuva Razvino Uno Hwembiri

    w90 7/15 pp. 16-19 ndim. 5-12

2 VaKorinde 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:1
  • +Isa 64:8; Mab 9:15; 1VaK 15:47
  • +2VaK 12:9, 10; VaF 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvaungaita Kuti Uwedzere Kufara Muushumiri

    w24.04 p. 16 ndim. 8

    Ramba Uchingwarira Muedzo

    w24.07 p. 19 ndim. 21

    Isa Mwoyo Wako Papfuma Yekunamata

    w17.06 p. 10 ndim. 8

    Kuzvidya Mwoyo—“Tinomanikidzwa Munzira Dzose”

    rj chikamu 2

    “Itai Kuti Jehovha Anyemwerere”

    w12 2/1 pp. 28-29

    Kuronzeswa Pfuma

    km 2/07 p. 1

    Kudyara Mbeu Dzechokwadi choUmambo

    w00 7/1 p. 18

    Pfuma Yedu Iri Mumidziyo Yevhu

    w99 2/1 p. 14

    Ramba Uchichenjerera Kudzidzisa Kwako

    w99 3/15 p. 11 ndim. 7

    Jehovha Anopa Simba Rinopfuura Renguva Dzose

    km 1/98 p. 1

    “Simba Rinopfuura Renguva Dzose”

    w92 2/1 p. 32

    Pfuma Yedu, Ushumiri Hwomuzuva Razvino Uno Hwembiri

    w90 7/15 pp. 15-19

2 VaKorinde 4:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “zvekushaya tariro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:13

2 VaKorinde 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 13:5
  • +Zva 2:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukunda Hondo Yokurwisana Nokuora Mwoyo

    w90 3/1 p. 5

2 VaKorinde 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:10; 1Pe 4:13

2 VaKorinde 4:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:36; 1VaK 4:9; 15:31

2 VaKorinde 4:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfuma Yedu, Ushumiri Hwomuzuva Razvino Uno Hwembiri

    w90 7/15 pp. 19-20 ndim. 15-17

2 VaKorinde 4:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 116:10

2 VaKorinde 4:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 6:14

2 VaKorinde 4:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 2:10

2 VaKorinde 4:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hatineti.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Hatidzokeri Shure”

    mwb19.05 p. 2

    Kukurudzira

    rs p. 128 ndim. 3

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 28 ndim. 9

    Takaneta asi Hatisi Kupera Simba

    w04 8/15 p. 25

    Vanowana Kupi Simba Ravo?

    w96 5/15 p. 32

2 VaKorinde 4:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:12; VaR 8:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tarira Seri Kwezvinhu Zvaunoona!

    w96 2/15 pp. 27-28

2 VaKorinde 4:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 5:7; VaH 11:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Wakatarisa Zvinhu Zvisingaoneki

    w26.12 p. 8 ndim. 1-3

    Ratidza Kuti Unokoshesa Zvipo Zvisingaoneki

    w20.05 pp. 26-31

    ‘Ndakatanga Kuona Zviratidzo zvaMwari’

    rr chits. 3 ndim. 12

    Tarira Seri Kwezvinhu Zvaunoona!

    w96 2/15 pp. 27-29

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 4:22VaK 2:17; VaG 1:9
2 VaK. 4:22VaK 6:3, 4
2 VaK. 4:42VaK 11:14
2 VaK. 4:4Joh 14:30; VaE 2:2; 1Jo 5:19
2 VaK. 4:4Isa 60:2; Joh 8:12
2 VaK. 4:4VaK 1:15; VaH 1:3
2 VaK. 4:6Ge 1:3
2 VaK. 4:61Pe 2:9
2 VaK. 4:72VaK 4:1
2 VaK. 4:7Isa 64:8; Mab 9:15; 1VaK 15:47
2 VaK. 4:72VaK 12:9, 10; VaF 4:13
2 VaK. 4:81VaK 10:13
2 VaK. 4:9VaH 13:5
2 VaK. 4:9Zva 2:10
2 VaK. 4:10VaF 3:10; 1Pe 4:13
2 VaK. 4:11VaR 8:36; 1VaK 4:9; 15:31
2 VaK. 4:13Pis 116:10
2 VaK. 4:141VaK 6:14
2 VaK. 4:152Ti 2:10
2 VaK. 4:17Mt 5:12; VaR 8:18
2 VaK. 4:182VaK 5:7; VaH 11:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 4:1-18

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

4 Saka sezvo tiine ushumiri uhwu kuburikidza nekunzwirwa tsitsi kwatakaitwa, hatidzokeri shure.* 2 Asi takaramba zvinhu zvinonyadzisa, zveunyengeri, tisingafambi nemanomano kana kushatisa shoko raMwari;+ asi patinoita kuti chokwadi chive pachena, tinoratidza kuti tiri vanhu vakanaka kuhana yemunhu wese pamberi paMwari.+ 3 Tingatoti kana mashoko akanaka atinozivisa akafukidzwa, akafukidzwa kune vaya vari kuparara, 4 vasingatendi,+ vakapofumadzwa pfungwa namwari wenyika ino,*+ kuti varege kuvhenekerwa nechiedza+ chemashoko* akanaka anokudzwa ane chekuita naKristu, anova ndiye mufananidzo waMwari.+ 5 Nekuti isu hatisi kuparidza nezvedu, asi tiri kuparidza nezvaJesu Kristu kuti ndiye Ishe uye kuti isu tiri varanda venyu nekuda kwaJesu. 6 Nekuti Mwari ndiye akati: “Chiedza ngachipenye murima,”+ uye akapenyera pamwoyo yedu kuti aivhenekere+ neruzivo runobwinya pamusoro paMwari nechiso chaKristu.

7 Asi tine pfuma iyi+ mumidziyo yevhu,+ kuti zvioneke kuti simba rakawedzerwa pane ratagara tiinaro rinobva kuna Mwari, kwete kwatiri.+ 8 Tinoomerwa munzira dzese, asi hatiomerwi zvekutadza kufamba; tinovhiringidzika, asi kwete zvekushaya pekubuda napo;*+ 9 tinotambudzwa, asi hatingosiyiwi;+ tinopunzirwa pasi, asi hatiparadzwi.+ 10 Tinogara tichitsungirira mumiviri yedu zvakaipa zvatinoitirwa zvinogona kuguma nerufu zvakaitirwawo Jesu,+ kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena mumiviri yedu. 11 Nekuti isu vapenyu tinogara tichitarisana nerufu+ nekuda kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena munyama yedu inofa. 12 Saka rufu ruri kushanda matiri, asi upenyu mamuri imi.

13 Sezvo tiine mweya mumwe chete wekutenda seuya wakanyorwa nezvawo kuti: “Ndakatenda, saka ndakataura”;+ isuwo tinotenda saka tinotaura, 14 tichiziva kuti iye akamutsa Jesu achatimutsawo pamwe naJesu uye achatiisa pamwe chete nemi pamberi pake.+ 15 Nekuti zvinhu zvese izvi zviri kuitirwa imi, kuti nyasha dzaMwari dzirambe dzichiwedzera zvikuru nekuti vamwe vanhu vakawanda vari kuonga kubwinya kwaMwari.+

16 Saka hatidzokeri shure,* asi kunyange munhu watiri nechekunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechemukati ari kuitwa mutsva zuva nezuva. 17 Nekuti kunyange zvazvo kutambura kwacho kuri kwenguva diki uye kwakareruka, kunoita kuti tiwane kubwinya kwakatokura kwazvo uye kusingaperi;+ 18 saka hatirambi takatarisa zvinhu zvinooneka, asi zvisingaoneki.+ Nekuti zvinhu zvinooneka ndezvenguva diki, asi zvinhu zvisingaoneki ndezvekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe