RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 114
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Israeri anonunurwa kubva muIjipiti

        • Gungwa rakatiza (5)

        • Makomo aisvetuka-svetuka semakondowe (6)

        • Dombo rakaomarara rakachinjwa kuva chitubu chemvura (8)

Pisarema 114:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 10

Pisarema 114:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:7; 19:6; Dhe 32:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 10

Pisarema 114:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21
  • +Jos 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, pp. 10-11

Pisarema 114:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:18; Vat 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, pp. 10-11

Pisarema 114:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:8
  • +Jos 4:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, pp. 10-11

Pisarema 114:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, pp. 10-11

Pisarema 114:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:29, 30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 11

Pisarema 114:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:6; Nu 20:11; Dhe 8:14, 15; Pis 107:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 114:1Eks 12:41
Pis. 114:2Eks 6:7; 19:6; Dhe 32:9
Pis. 114:3Eks 14:21
Pis. 114:3Jos 3:16
Pis. 114:4Eks 19:18; Vat 5:4
Pis. 114:5Eks 15:8
Pis. 114:5Jos 4:23
Pis. 114:71Mak 16:29, 30
Pis. 114:8Eks 17:6; Nu 20:11; Dhe 8:14, 15; Pis 107:35
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 114:1-8

Mapisarema

114 Israeri paakabuda muIjipiti,+

Imba yaJakobho payakabva pakati pevanhu vaitaura mumwe mutauro,

 2 Judha akava nzvimbo yake tsvene,

Israeri akava nyika yake yaaitonga.+

 3 Gungwa rakazviona rikatiza;+

Jodhani rwakadzokera shure.+

 4 Makomo akasvetuka-svetuka semakondohwe,+

Zvikomo, semakwayana.

 5 Chii chakaita kuti utize, nhai iwe gungwa?+

Ko iwe Jodhani, wakadzokererei shure?+

 6 Ko imi makomo, neiko makasvetuka-svetuka semakondohwe,

Nemi zvikomo, makasvetukireiko semakwayana?

 7 Dedera, iwe nyika, nemhaka yaIshe,

Nemhaka yaMwari waJakobho,+

 8 Uyo anochinja dombo kuti rive dziva rizere tsanga,

Dombo rakaomarara rive zvitubu zvemvura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe