RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Zviratidzo zvakaonekwa naPauro (1-7a)

      • “Munzwa munyama” waiva naPauro (7b-10)

      • Haana kuderera pane vaapostora vaizviona sevakanakisisa (11-13)

      • Pauro ane hanya nevaKorinde (14-21)

2 VaKorinde 12:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 2:17
  • +Mab 22:17, 18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w18.12 p. 8 ndim. 1-2

2 VaKorinde 12:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Endai Munoita Kuti Vanhu . . . Vave Vadzidzi”

    bt chits. 1

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w18.12 p. 8

    Paradhiso—Uchavamo Here?

    w04 10/15 pp. 8-10

    Unoyeuka Here?

    w04 12/15 p. 30

    Chitambudzo Chinoita Kuti muAndiyoki Muve Nokuwedzera

    w00 7/15 p. 27

2 VaKorinde 12:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w18.12 p. 8 ndim. 6-12

    Shanda Nesimba Kuti Paradhiso Yokunamata Iwedzere Kunaka

    w15 7/15 pp. 8-9 ndim. 7-9

    Pfungwa Huru Dzinobva Mutsamba Dzakanyorerwa VaKorinde

    w08 7/15 p. 28 ndim. 7

    Paradhiso—Uchavamo Here?

    w04 10/15 pp. 8-10

    Mwari Akafuridzira Sei Bhaibheri?

    w97 6/15 p. 5

2 VaKorinde 12:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anogona Kukubatsira Paunombozvidya Mwoyo

    w26.01 pp. 8-13

    2 VaKorinde 12:9—“Nyasha Dzangu Kwauri Dzakakwana”

    ijwbv nyaya 49 ndim. 7

    Mweya Mutsvene Unotibatsira Sei?

    w19.11 p. 9 ndim. 4

    Pauro Aiva ‘Nemunzwa Munyama’

    mwb19.05 p. 4

    Unofanira Kunyengetera Here?

    w14 4/1 p. 5

    Kuva Nesimba Pasinei Nokusakwana Kwedu

    w08 6/15 pp. 3-4

    Jobho—Murume Wokutsungirira uye Wokuvimbika

    w06 8/15 p. 21 ndim. 8

    Jehovha Anopa ‘Mudzimu Mutsvene Vaya Vanomukumbira’

    w06 12/15 p. 24 ndim. 16

    Jehovha Akaverenga “Bvudzi Romusoro Wenyu Chairo”

    w05 8/1 pp. 21-25

    Vakatsungirira Minzwa Munyama Yavo

    w02 2/15 pp. 13-14 ndim. 5-7

    Simba Romunyengetero

    w00 3/1 p. 4

    Une “Munzwa Munyama” Here?

    km 5/98 p. 1

    Utera Hwemunhu Hunokudza Simba raJehovha

    w97 6/1 p. 25

    Mwari Acharamba Ari Shamwari Yangu Here?

    g97 6/8 pp. 14-15

    “Rambai Muchiedza Kana Muri Mukutenda”

    w90 9/15 p. 27

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w87 11/15 p. 29

2 VaKorinde 12:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mweya Mutsvene Unotibatsira Sei?

    w19.11 p. 9 ndim. 5-6

    Unofanira Kunyengetera Here?

    w14 4/1 p. 5

    Nei Mimwe Minyengetero Isingapindurwi?

    w09 1/1 p. 30

    Jehovha Anopa ‘Mudzimu Mutsvene Vaya Vanomukumbira’

    w06 12/15 p. 24 ndim. 16

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w87 11/15 p. 29

2 VaKorinde 12:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    2 VaKorinde 12:9—“Nyasha Dzangu Kwauri Dzakakwana”

    ijwbv nyaya 49

    “Pandinenge Ndisina Simba, Ndipo Pandiine Simba”

    w20.07 pp. 14-19

    Mweya Mutsvene Unotibatsira Sei?

    w19.11 p. 9 ndim. 5-6

    “Anopa Munhu Akaneta Simba”

    w18.01 p. 9 ndim. 8-9

    Kuva Nesimba Pasinei Nokusakwana Kwedu

    w08 6/15 p. 6

    Jehovha Anopa ‘Mudzimu Mutsvene Vaya Vanomukumbira’

    w06 12/15 p. 24 ndim. 17-18

    Jehovha Akaverenga “Bvudzi Romusoro Wenyu Chairo”

    w05 8/1 p. 21 ndim. 4

    Kutsungirira “Munzwa Munyama”

    w02 2/15 pp. 18-19 ndim. 3-6

    Simba Romunyengetero

    w00 3/1 p. 4

    Utera Hwemunhu Hunokudza Simba raJehovha

    w97 6/1 p. 25

    Mwari Acharamba Ari Shamwari Yangu Here?

    g97 6/8 pp. 14-15

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w87 11/15 p. 29

2 VaKorinde 12:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Pandinenge Ndisina Simba, Ndipo Pandiine Simba”

    w20.07 pp. 14-19

    “Anopa Munhu Akaneta Simba”

    w18.01 p. 9 ndim. 8-9

    Famba Maererano Nomudzimu Urarame Somunhu Akazvitsaurira

    w10 3/15 p. 18 ndim. 16

    Kuva Nesimba Pasinei Nokusakwana Kwedu

    w08 6/15 pp. 3-6

    “Rambai Muchiwana Simba munaShe”

    w04 9/15 pp. 13-14 ndim. 18-19

2 VaKorinde 12:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:23

2 VaKorinde 12:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 6:4
  • +Mab 14:3; 15:12; VaR 15:18, 19

2 VaKorinde 12:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 9:11, 12; 2VaK 11:9

2 VaKorinde 12:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:33
  • +1VaK 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kufunga Zvakanaka” Sezvo Mugumo Unoswedera Pedyo

    w97 8/15 p. 20 ndim. 10

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 47—2 VaKorinte

    si p. 214 ndim. 3

    ‘Kugovera Vemhuri Yako’ Kunangana Nedenho Yacho Munyika Dziri Kubudirira

    w96 10/1 p. 29

2 VaKorinde 12:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:6; VaK 1:24; 1VaT 2:8; VaH 13:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tinofara Kushanda Nesimba Mubasa raJehovha!

    km 6/07 p. 1

    Nei Tichifanira Kuzvipira?

    w00 9/15 pp. 22-23

    Shumira Mwari Nepfungwa Inoda

    w00 11/15 p. 21

2 VaKorinde 12:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:9

2 VaKorinde 12:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 8:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vanhu Vanofamba Mutsoka dzaJesu

    w88 5/1 pp. 16-17 ndim. 3-5

2 VaKorinde 12:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “nepakushaya nyadzi.” Shoko racho rechiGiriki nderekuti a·sel′gei·a. Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Tsika dzakafumuka.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w12 3/15 p. 31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 12:1Mab 2:17
2 VaK. 12:1Mab 22:17, 18
2 VaK. 12:7VaG 4:13
2 VaK. 12:9Isa 40:29
2 VaK. 12:10VaF 4:13
2 VaK. 12:112VaK 11:23
2 VaK. 12:122VaK 6:4
2 VaK. 12:12Mab 14:3; 15:12; VaR 15:18, 19
2 VaK. 12:131VaK 9:11, 12; 2VaK 11:9
2 VaK. 12:14Mab 20:33
2 VaK. 12:141VaK 4:14
2 VaK. 12:152VaK 1:6; VaK 1:24; 1VaT 2:8; VaH 13:17
2 VaK. 12:162VaK 11:9
2 VaK. 12:182VaK 8:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 12:1-21

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

12 Ndinofanira kuzvirumbidza. Kunyange zvazvo zvisingabatsiri, ndichataura nezvezviratidzo zvinoshamisa+ nezvandakazarurirwa naShe.+ 2 Ndinoziva mumwe murume aiva pamwe naKristu, makore 14 apfuura; handizivi hangu kuti zvakaitika mumuviri here kana kuti musiri mumuviri; Mwari ndiye anoziva. Murume wacho akatorwa akaendeswa kudenga rechitatu. 3 Ndinoziva murume akadaro; handizivi hangu kuti zvakaitika mumuviri here kana kuti hazvina kuitika mumuviri; Mwari ndiye anoziva. 4 Munhu wacho akatorwa akaendeswa kuparadhiso, akanzwa mashoko asingatauriki uye asingabvumirwi nemutemo kuti munhu ataure. 5 Ndichazvirumbidza pamusoro pemunhu akadaro, asi handingazvirumbidzi nezvandiri, kunze kwekusava nesimba kwangu. 6 Nekuti kunyange kana ndichida kuzvirumbidza, handizoiti zveupenzi, nekuti ndinenge ndichitaura chokwadi. Asi handidi kuita izvozvo, kuti pasava nemunhu anozonyanya kundirumbidza kupfuura zvaanoona pandiri kana kuti zvaanonzwa ndichitaura, 7 pamusana pekungoti ndakazarurirwa zvinhu zvinoshamisa.

Kuti ndirege kunyanyokwidziridzwa, ndakapiwa munzwa munyama,+ ngirozi yaSatani, kuti irambe ichindirova, kuti ndirege kunyanyokwidziridzwa. 8 Ndakakumbira Ishe katatu kese kuti ubve. 9 Asi iye akati kwandiri: “Nyasha dzangu pauri dzakakukwanira, nekuti simba rangu riri kuitwa kuti rive rakakwana mukusava kwako nesimba.”+ Saka ndichazvirumbidza ndichifara pamusoro pekusava kwangu nesimba, kuti simba raKristu rirambe riri pamusoro pangu setende. 10 Saka ndinofara mukusava nesimba, mukutukwa, mukushayiwa, mukutambudzwa uye mukuomerwa nezvinhu, nekuda kwaKristu. Nekuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+

11 Ndava kuita sebenzi. Ndimi makandiita kuti ndidaro, nekuti ndimi maifanira kundirumbidza. Nekuti hapana pandakava akaderera kuvaapostora venyu vakanakisisa, kunyange zvazvo ndingasava chinhu.+ 12 Zviratidzo zvemuapostora zvakavapo pakati penyu nekutsungirira kukuru,+ uye nezviratidzo nezvishamiso nemabasa esimba.+ 13 Nekuti ndepapi pandakaitira dzimwe ungano dzese zvinopfuura zvandakakuitirai? Handiti ndakatorega kukuremedzai?+ Ndiregerereiwo chitadzo ichocho.

14 Onai! Aka kava kechitatu ndagadzirira kuuya kwamuri, uye handisi kuzokuremedzai. Nekuti handisi kutsvaga zvinhu zvenyu,+ asi imimi; nekuti vana+ havatarisirwi kuti vachengete pfuma kuti vazochengeta vabereki vavo, asi vabereki ndivo vanofanira kuichengetera vana vavo. 15 Kana ndiri ini, ndichafara kushandisa zvinhu zvese zvandiinazvo uye ini ndichizvishandisawo kuitira imi.*+ Kana ndichikudai zvakadaro, ini ndini ndisingafaniri kudiwawo here? 16 Asi kunyange zvikava zvakadaro, handina kukuremedzai.+ Asi munoti ndakanga ndiine “manomano” uye ndakakubatai “ndichiita zvekukunyengerai.” 17 Pane pandakambokunyengerai ndichishandisa vanhu vandakatuma kwamuri ndichida kuti zvindinakire here? 18 Ndakakurudzira Tito uye ndakamutuma pamwe chete nehama yacho. Tito akambokunyengerai achida kuti zvimunakire here?+ Hatina kufamba nepfungwa dzakafanana here? Hatina kufamba mumakwara akafanana here?

19 Nguva yese iyi munofunga kuti tiri kuzvidavirira panyaya yamuri kutipomera here? Tiri kutaura pamberi paMwari tiri pamwe naKristu. Asi vadiwa, zvese zvatinoita tinozviitira kuti imi muvakwe. 20 Nekuti ndinotya kuti pandinosvika, ndingakuwanai musina kuita sezvandinoshuva uye ini ndingasava sezvamunoshuva, asi ndingasvika paine kukakavadzana, godo, kupopotedzana, kusawirirana, kunyeyana, makuhwa, kuzvitutumadza, uye nyonganyonga. 21 Zvimwe pandichauyazve, Mwari wangu angandininipisa pamberi penyu, ndikachema vakawanda vakambotadza asi vasati vapfidza zvivi zvavo pakusachena kwavo nepaupombwe* hwavo nepatsika dzakafumuka dzavanoita.*

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe