RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 139
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari anonyatsoziva vashumiri vake

        • Mweya waMwari hautiziki (7)

        • “Ndakaitwa nenzira inoshamisa” (14)

        • ‘Makandiona ndichangotanga kuumbwa’ (16)

        • ‘Nditungamirirei panzira isingagumi’ (24)

Pisarema 139:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:6, 7; 1Mak 28:9; Pis 17:3; 139:23; Jer 20:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Haiwa Jehovha, . . . Munondiziva”

    w11 9/1 p. 15

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 p. 11

    Nzira Yaunogona Kuchinja Nayo Zvauri

    g91 3/8 p. 8

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 21

Pisarema 139:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 16:13
  • +Pis 94:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Haiwa Jehovha, . . . Munondiziva”

    w11 9/1 p. 15

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 pp. 11-12 ndim. 6-7

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 21

Pisarema 139:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Munondiyera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 28:15; 2Sa 8:14; Job 31:4; Pis 121:8; Zvi 5:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Haiwa Jehovha, . . . Munondiziva”

    w11 9/1 p. 15

    Mwari Ane Hanya Nevakwegura

    w06 6/1 pp. 5-6

    Unokosha Mumeso aMwari!

    w95 4/1 pp. 12-13 ndim. 12-13

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 pp. 11-12 ndim. 6-7

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 21

Pisarema 139:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 4:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unofanira Kunyengetera Here?

    w14 4/1 pp. 4-5

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 p. 12 ndim. 8

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 pp. 21-22

Pisarema 139:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 p. 12 ndim. 9

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 22

Pisarema 139:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “runondishamisa.”

  • *

    Kana kuti “handigoni kurunzwisisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 26:14; 42:3; Pis 40:5; VaR 11:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvininipise Uchibvuma Kuti Pane Zvimwe Zvinhu Zvausingazivi

    w25.06 pp. 18-19

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 p. 12 ndim. 9

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 22

Pisarema 139:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jon 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ari Pose Pose Here?

    w11 8/1 p. 27

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 pp. 13-14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 22

Pisarema 139:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 26:6; Zvi 15:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ari Pese Pese Here?

    ijwbq nyaya 123 ndim. 12-13

    Mwari Ari Pose Pose Here?

    w11 8/1 p. 27

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 pp. 13-14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 22

Pisarema 139:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ari Pose Pose Here?

    w11 8/1 p. 27

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 pp. 13-14 ndim. 10-14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 22

Pisarema 139:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:8; 73:23; Isa 41:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ari Pose Pose Here?

    w11 8/1 p. 27

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 pp. 13-14 ndim. 10-14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 22

Pisarema 139:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 pp. 13-14 ndim. 10-14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 pp. 22-23

Pisarema 139:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:22
  • +VaH 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 pp. 13-14 ndim. 10-14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 pp. 22-23

Pisarema 139:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Makandiruka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:9; 71:6; Jer 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Chipo Cheupenyu

    lff chidzidzo 38 pfungwa 1-5

    Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa”

    w07 6/15 pp. 21-22

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 p. 14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 23

Pisarema 139:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu unonyatsozviziva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:26
  • +Pis 19:1; 104:24; 111:2; Zva 15:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Chokwadi Uchenjeri hwaMwari Hwakadzama!’

    cl chits. 17 ndim. 9-12

    Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa”

    w07 6/15 p. 21

    Rumbidzai Mambo Asingagumi!

    w96 4/1 p. 13 ndim. 15

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 p. 14

    Ndiani Anogona Kutiudza?

    pr chikamu 2

    Upenyu—Chipo Chinobva Kuna Mwari

    w92 8/1 pp. 3-4

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 23

    Ivo Vakagamuchira Rudo rwaMwari Nenzira Isina Udyire

    w90 12/1 p. 10 ndim. 2

Pisarema 139:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 10:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Chipo Cheupenyu

    lff chidzidzo 38 pfungwa 1-5

    Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa”

    w07 6/15 p. 22 ndim. 7-8

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 p. 14 ndim. 16

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 23

Pisarema 139:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Chokwadi Uchenjeri hwaMwari Hwakadzama!’

    cl chits. 17 ndim. 11

    Koshesa Chipo Cheupenyu

    lff chidzidzo 38

    Bhaibheri Rinotaura Chokwadi Pazvese

    g17 nha. 3 p. 4

    Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa”

    w07 6/15 pp. 22-23 ndim. 9-11

    Upenyu Husingaperi Hunobvira Chaizvoizvo Here?

    w99 4/15 pp. 4-5 ndim. 4-5

    Mwari Anokuziva Chaizvoizvo Here?

    w93 10/1 p. 14 ndim. 16

    Chikonzero Nei Bhaibheri Riri Chipo chaMwari Chakafuridzirwa

    w92 5/15 p. 4

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 23

Pisarema 139:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 55:9
  • +VaR 11:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa”

    w07 6/15 p. 23

    “Ndinzverei, Mwari”

    w93 10/1 pp. 16-18

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 23

Pisarema 139:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “ndinenge ndichiri kudziverenga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:5
  • +Pis 63:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa”

    w07 6/15 pp. 21-25

    “Ndinzverei, Mwari”

    w93 10/1 p. 18 ndim. 10

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 pp. 23-24

Pisarema 139:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vane mhosva yekudeura ropa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinzverei, Mwari”

    w93 10/1 p. 19 ndim. 13-14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 24

Pisarema 139:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “maererano nepfungwa dzavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndinzverei, Mwari”

    w93 10/1 p. 19 ndim. 13-14

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 24

Pisarema 139:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 19:2; 2VaK 6:14
  • +Pis 119:158

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ruvengo Rwakanaka Norusina Kunaka

    w01 2/15 pp. 30-31

    VaKristu Vanofanira Kuvenga Ngochani Here?

    g97 12/8 p. 14

    “Ndinzverei, Mwari”

    w93 10/1 p. 19 ndim. 14-15

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 24

Pisarema 139:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 101:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ruvengo Rwakanaka Norusina Kunaka

    w01 2/15 pp. 30-31

    “Ndinzverei, Mwari”

    w93 10/1 p. 19 ndim. 14-15

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 24

Pisarema 139:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pfungwa dzinondinetsa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 20:12
  • +Pis 94:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchivandudza Manamatiro Ako

    lff chidzidzo 60 pfungwa 3

    Minyengetero Yako Inoratidzei Nezvako?

    w09 11/15 p. 3 ndim. 3-4

    Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa”

    w07 6/15 pp. 24-25

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku reChishanu reMapisarema

    w06 9/1 p. 16 ndim. 9

    Ramba Wakasimba Souri Kuona Uyo Asingaoneki!

    w01 6/15 pp. 22-23

    Minyengetero Iri muBhaibheri Yakafanirwa Nokusanonzverwa

    w95 3/15 p. 6

    “Ndinzverei, Mwari”

    w93 10/1 pp. 19-20

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 24

Pisarema 139:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 17:3
  • +Pis 5:8; 143:8, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchivandudza Manamatiro Ako

    lff chidzidzo 60 pfungwa 3

    Ratidza Kuti Unokoshesa Zvipo Zvisingaoneki

    w20.05 p. 29 ndim. 12

    Ta“kaitwa Nenzira Inoshamisa”

    w07 6/15 pp. 24-25

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku reChishanu reMapisarema

    w06 9/1 p. 16 ndim. 9

    Ramba Wakasimba Souri Kuona Uyo Asingaoneki!

    w01 6/15 pp. 22-23

    “Ndinzverei, Mwari”

    w93 10/1 pp. 19-20 ndim. 16-18

    Jehovha Anosanotiziva!

    w90 1/15 p. 24

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 139:11Sa 16:6, 7; 1Mak 28:9; Pis 17:3; 139:23; Jer 20:12
Pis. 139:2Ge 16:13
Pis. 139:2Pis 94:11
Pis. 139:3Ge 28:15; 2Sa 8:14; Job 31:4; Pis 121:8; Zvi 5:21
Pis. 139:4VaH 4:12
Pis. 139:6Job 26:14; 42:3; Pis 40:5; VaR 11:33
Pis. 139:7Jon 1:3
Pis. 139:8Job 26:6; Zvi 15:11
Pis. 139:10Pis 63:8; 73:23; Isa 41:13
Pis. 139:12Dha 2:22
Pis. 139:12VaH 4:13
Pis. 139:13Pis 22:9; 71:6; Jer 1:5
Pis. 139:14Ge 1:26
Pis. 139:14Pis 19:1; 104:24; 111:2; Zva 15:3
Pis. 139:15Job 10:10, 11
Pis. 139:17Isa 55:9
Pis. 139:17VaR 11:33
Pis. 139:18Pis 40:5
Pis. 139:18Pis 63:6
Pis. 139:19Pis 5:6
Pis. 139:20Eks 20:7
Pis. 139:212Mak 19:2; 2VaK 6:14
Pis. 139:21Pis 119:158
Pis. 139:22Pis 101:3
Pis. 139:23Jer 20:12
Pis. 139:23Pis 94:19
Pis. 139:24Pis 17:3
Pis. 139:24Pis 5:8; 143:8, 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 139:1-24

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

139 Haiwa Jehovha, makandiongorora, uye munondiziva.+

 2 Munoziva pandinogara pasi nepandinosimuka.+

Munonzwisisa kufunga kwangu muri kure.+

 3 Munondicherechedza* pandinofamba uye pandinorara;

Munoziva nzira dzangu dzese.+

 4 Pasati patombova neshoko parurimi rwangu,

Onai! Imi Jehovha, munenge mava kutoriziva.+

 5 Munondikomberedza kumberi kwangu nekumashure;

Uye munoisa ruoko rwenyu pandiri.

 6 Ruzivo rwakadaro handigoni kurunzwisisa.*

Rwakanyanya kukwirira zvekuti handisviki pakuva narwo.*+

 7 Ndingatiza mweya wenyu ndichienda kupi,

Uye ndingatizira kupi kuti ndibve pamberi pechiso chenyu?+

 8 Kudai ndaikwira kudenga, munenge muriko,

Kudai ndaiwaridza mubhedha wangu muGuva,* onai! munenge murimo.+

 9 Kudai ndaibhururuka nemapapiro emambakwedza

Ndichinogara kugungwa riri kure kure,

10 Kunyange ikoko ruoko rwenyu rwainditungamirira

Uye ruoko rwenyu rwerudyi rwaindibata.+

11 Kana ndikati: “Zvechokwadi rima richandivanza!”

Usiku hwakandipoteredza hunobva hwava chiedza.

12 Kunyange rima raisazova rakasviba kwamuri,

Asi usiku hwaizojeka semasikati;+

Rima rakafanana nechiedza kwamuri.+

13 Nekuti makagadzira itsvo dzangu;

Makaita kuti ndirambe ndakavharirwa* mudumbu maamai vangu.+

14 Ndinokurumbidzai nekuti ndakaitwa nenzira inoshamisa, inotyisa.+

Mabasa enyu anoshamisa,+

Izvi ndinonyatsozviziva.*

15 Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri

Pandakaitwa pakavanda,

Pandakarukwa ndiri munzvimbo dzakadzika dzenyika.+

16 Maziso enyu akatondiona ndichangotanga kuumbwa;

Nhengo dzangu dzese dzakanga dzakanyorwa mubhuku renyu

Nezvemazuva adzakaumbwa,

Dzese dzisati dzatombovapo.

17 Saka pfungwa dzenyu dzinokosha zvikuru kwandiri!+

Haiwa Mwari, dzese dzakawanda chaizvo!+

18 Ndikada kuedza kudziverenga, dzakawanda kupfuura jecha.+

Pandinomuka, ndinenge ndichiinemi.*+

19 Haiwa Mwari, dai maingouraya vakaipa!+

Vanhu vanoda zvemhirizhonga* vaibva vabva kwandiri,

20 Vaya vanotaura nezvenyu nechinangwa chakaipa;*

Imhandu dzenyu dzinotaura zita renyu zvisina kukodzera.+

21 Handivengi vaya vanokuvengai here, haiwa Jehovha,+

Uye handisemeswi nevaya vanokupandukirai here?+

22 Ndinovavenga zvekuvavenga zviya;+

Vava vavengi vangu chaivo.

23 Ndiongororei, haiwa Mwari, muzive mwoyo wangu.+

Ndicherechedzei, muzive zviri kundidya mwoyo.*+

24 Onai kana mandiri muine chero nzira ipi zvayo yakaipa,+

Munditungamirire+ panzira isingagumi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe