Mapisarema
Rwiyo Rwekukwidza. RwaSoromoni.
Kana Jehovha asingachengetedzi guta,+
Murindi wacho anorara akasvinurira pasina.
2 Imi munofumomukira pasina,
Munononoka kurara pasina,
Munofondoka pasina kuti muwane zvekudya,
Nekuti iye anochengeta vanhu vake vaanoda asi achivawanisa hope.+
5 Anofara murume anozadza homwe yake yemiseve navo.+
Havazonyadziswi,
Nekuti vachataura nevavengi pagedhi reguta.