Indekisi Yevhoriyamu 18 yeMukai!
CHITENDERO
Bhaibheri Mumutauro Woupenyu, 11/8
Kufanorongerwa Kunodzora Upenyu Hwako Here? 8/8
Kukurukura Nezvechitendero, 3/8
Mwari Ariko Here? 2/8
Rusununguko Rwuri Pangozi, 1/8
MHUKA NEZVIRIMWA
Hombe Zvikuru Nediki Zvikuru (mashavishavi), 9/8
Makemikoro Anouraya Tupukanana, 3/8
NHAU DZAKASIYANA-SIYANA
Kubhururuka, 3/8
Kutenda Mashura, 11/8
Mimhanzi, 10/8
Ngirozi, 12/8
Zvipfeko Zvatinopfeka, 2/8
NHAU DZENYIKA NEMAMIRIRO EZVINHU
Hondo Ichazombopera Here? 10/8
Kushandiswa Kwevana, 6/8
Kutyisidzira Kwenyukireya, 9/8
Vana Vari Munjodzi, 4/8
Zana Remakore Rechi20—Makore Anonetsa Okuchinja, 12/8
Zvinodhaka, 11/8
NHAU DZEUPENYU
Kurera Vanakomana Vanomwe (B. & M. Dickman), 1/8
Kurera Vana muAfrica (C. McLuckie), 12/8
Kushandira Mwari Munzvimbo ine Ngozi (J. Mancoca), 9/8
Mwari ave Achitibetsera (F. Coana), 7/8
Ndaimbova Shumba Inodzvova asi Ndave Gwai Nyoro (E. Torres), 8/8
Ndakaendeswa Kuutapwa kuSiberia! (V. Kalin), 5/8
Ndinobetsera uye Ndinofara Pasinei Zvapo Neupofu Hwangu (P. Venetsianos), 2/8
Ndinoonga Jehovha Nokuda Kwevanakomana Vangu Vashanu (H. Saulsbery), 4/8
NYIKA NEVANHU
Dovi—Kushandiswa Kwaro muAfrica, 9/8
Gomo reSinai—Chinhu Chinokosha Murenje, 5/8
Peni reAfrica (peni revaKissi), 4/8
Vinland Yemungano, 7/8
UKAMA HWEVANHU
Apo Wawakaroorana Naye Anenge Asina Kutendeseka, 5/8
Kusarudza Wekuroorana Naye, 10/8
Mbuya Nasekuru, 4/8
Ratidza Kuti Une Hanya (nevakura), 4/8
Tsamba Kuvabereki Vavo (Spain), 3/8
UTANO NEMUSHONGA
Hosha Dzekudya, 2/8
Iwe Mudi Wezuva—Dzivirira Ganda Rako! 7/8
Kudzivirira Tibhii, 6/8
Kuisira Ropa Kwakafanira Chaizvoizvo Here? 9/8
Kurapa Kusina Ropa, 3/8
Makemikoro Neutano Hwako, 1/8
Mararamiro ako ari Kukuuraya Here? 7/8
Musangano Pamusoro Pokuvhiya Pasina Ropa (Moscow), 5/8
“Mwanasikana Wenyu ane Chirwere cheShuga!” 10/8
Rarama Nguva Refu Uchifara, 8/8
Ropa Rine Utachiona, 7/8
Tariro Yevakaremara (kudimbuka maoko kana kuti makumbo), 6/8
Utano Hwepfungwa, 7/8
Vana Netsaona, 10/8
Zvakatipoteredza—Zvazvinoita Pautano, 7/8
VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI
Guhwa, 3/8
Kubata Nekusaruramisira, 10/8
Kudanana Nomunhu Ari Kure, 2/8
Kukunda Kushushikana Neuremu, 6/8
Kunyatsofara Nevanhu, 11/8, 12/8
Kutsvinyirwa, 7/8
Mararamiro Aungaita Usina Mumwe Mubereki, 1/8
Mitambo Yokuedzesera, 9/8
Neiko Amai Vari Kurwara Zvikuru? 8/8
Nei Ndichishushikana Neuremu? 5/8
Nei Ndisingagoni Kuwana Zvinhu Zvandinoda? 4/8
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Mbeu Dzakazobereka Zvibereko Makore Akawanda Gare Gare, 7/8
Mukai! Inoparira Chikwangwani Chekusasvuta, 7/8
Musangano Pamusoro Pokuvhiya Pasina Ropa (Moscow), 5/8
Mwari Ave Achitibetsera (Mozambique), 7/8
‘Rinobetsera sei Nzanga?’ 6/8
Tsamba Kuvabereki Vavo (Spain), 3/8
Vakadzi Vakava Nekugoverana Kwakakura (Zimbabwe), 7/8
ZVEUPFUMI NEBASA
Euro—Mari Itsva, 5/8
Kutengeserana Kwenyika Yose, 9/8
ZVINOTAURA BHAIBHERI
Chii Chinoita Kuti Munhu ave Mugari Wemunyika Akanaka? 9/8
Kubatana Pachitendero Kwevakaroorana, 8/8
Kudada Kwakaipa Here? 7/8
Kukweretesa Nokukwereta, 4/8
Kusarudza Wekuroorana Naye, 10/8
Madzimambo Matatu Anoshanyira Jesu muBheterehema Here? 12/8
Misa (VaKaturike), 5/8
Mudzimu Mutsvene waMwari Chii? 1/8
Unokosha Mumeso aMwari! 6/8
Vakafa Vanofanira Kukudzwa Here? 2/8
Zvakaipa Here Kutaura Zita raMwari? 3/8