Zviri Mukati
September 15, 2008
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
November 3-9, 2008
Jehovha—“Mupukunyutsi” Panguva Yainyorwa Bhaibheri
PEJI 3
NZIYO DZICHAIMBWA: 74, 44
November 10-16, 2008
PEJI 7
NZIYO DZICHAIMBWA: 153, 3
November 17-23, 2008
Imba Yenyu Ngairambe Iri “Tambo Yakakoswa Netambo Nhatu”
PEJI 16
NZIYO DZICHAIMBWA: 117, 173
November 24-30, 2008
PEJI 20
NZIYO DZICHAIMBWA: 10, 191
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11
Nyaya idzi dziri mbiri dzinobva muna Pisarema 70. Imomo tinowana mashoko okuti Jehovha “Mupukunyutsi.” Nyaya dzacho dzinoongorora kuti Jehovha aipukunyutsa sei vashumiri vake makarekare uye ari kuzviita sei iye zvino.
Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 16-20
Zvinogona kuomera vanhu vakaroorana kuramba vakabatana mazuva ano, kunyange vose vachishumira Jehovha. Nyaya ino ine mazano anoshanda okuti vaKristu vangaramba sei vaina Mwari mumba mavo, uye kuti vangaita sei kana zvinhu zvaoma.
Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 20-24
Pane chisarudzo chatinofanira kuita: Toedza kugamuchira mudzimu mutsvene waMwari here tichibvuma kuti utishandise, kana kuti tobvumira mudzimu wenyika kuti utitonge? Nyaya ino inoongorora mativi ose, ichitibatsira kusarudza zvinozoita kuti tifare.
DZIMWEWO NYAYA:
Wedzera Zivo Yakarurama “Nepfungwa Dzinoda Kwazvo”
PEJI 12
PEJI 25
Tevedzera Jesu—Namata Mwari Nenzira Yaanoda
PEJI 26
Shoko raJehovha Ibenyu—Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti
PEJI 29
PEJI 32