RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 5/1 pp. 24-25
  • Zvandinodzidza muBhaibheri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvandinodzidza muBhaibheri
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Mashoko Akafanana
  • Chidzidzo 2
    Zvandinodzidza muBhaibheri
  • Vanhu 8 Ndivo Vakapona
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Noa Anovaka Areka
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 5/1 pp. 24-25

Zvandinodzidza muBhaibheri

MAKORE 3 ZVICHIDZIKA

Tarisa mhuka dziri pedyo neareka yaNoa.

Ndedzipi dzinokuma, uye ndedzipi dzinohukura?

Mhuka dzose, pfupi uye refu, dzakaponeswa neareka yaNoa. Genesisi 7:7-10; 8:15-17

MIRAYIRIDZO KUVABEREKI

Kumbirai mwana wenyu kuti anongedze:

Areka

Bheya

Imbwa

Nzou

Twiza

Shumba

Tsoko

Nguruve

Gwai

Mbizi

Muraraungu

Muti

Tevedzera machemero emhuka dzinotevera:

Imbwa

Shumba

Tsoko

Nguruve

Gwai

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe