RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/03 p. 7
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
km 7/03 p. 7

Zviziviso

◼ Mabhuku anogoverwa muna July naAugust: Chero bhurocha ripi zvaro rine mapeji 32 pane anotevera: Apo Mumwe Munhu Waunoda Anofa, Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?, Chii Chiri Donzo Roupenyu?, Farikanya Upenyu Pasi Pano Nokusingaperi!, Hurumende Ichaunza Paradhiso, Midzimu Yavakafa, Mwari Anotiitira Hanya Zvomenemene Here?, “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”, Unofanira Kudavira Utatu Here?, uye Zita raMwari Richagara Nokusingaperi. September: Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi. October: Magazini eNharireyomurindi neMukai! Kana vanhu vakafarira, govera bhurocha raAnodei, uchiedza nepaunogona napo kutanga zvidzidzo zveBhaibheri.

◼ Kutanga muna September, vatariri vematunhu vachapa hurukuro yavose ine musoro unoti “Nei Tichifanira Kutya Mwari Wechokwadi?”

◼ Chikoro Chebasa Roupiyona chichaitwa gare gare gore rino mumatunhu akasiyana-siyana. Ungada kupinda chikoro ichocho here? Kana ukatanga kuita upiyona hwenguva dzose musi waSeptember 1, 2003, uchakwanisa kupinda musi waSeptember 1 gore rinouya. Ungawana mafomu okukumbira upiyona kumunyori weungano yenyu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe