July 16-22
RUKA 10-11
Rwiyo 100 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mufananidzo wemuSamariya Akanaka”: (10 min.)
Ru 10:29-32—Mupristi nemuRevhi vakatadza kubatsira muJudha akanga arohwa nematsotsi [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi “Mugwagwa Waibva kuJerusarema Uchienda kuJeriko” mapikicha nemavhidhiyo Ruka 10:30, nwtsty]. (w02 9/1 16-17 ¶14-15)
Ru 10:33-35—MuSamariya akaratidza rudo kumuJudha uyu (“mumwe muSamariya,” “akasunga maronda ake, achiadira mafuta newaini,” “imba yevanenge vari parwendo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 10:33, 34, nwtsty)
Ru 10:36, 37—Tinofanira kuda vanhu vese pasinei nekuti vane upenyu hwakaita sei, ndevedzinza ripi kana kuti ndeverudzi rupi (w98 7/1 31 ¶2)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Ru 10:18—Jesu airevei paakaudza vadzidzi 70 kuti: “Ndatotanga kuona Satani atowa semheni achibva kudenga”? (“Ndatotanga kuona Satani atowa semheni achibva kudenga” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 10:18 nwtsty; w08 3/15 31 ¶12)
Ru 11:5-9—Mufananidzo wemurume akaramba achikumbira chingwa unotidzidzisei panyaya yekunyengetera? (“Shamwari, ndikweretesewo zvingwa zvitatu,” “Rega kundinetsa,” “kusimbirira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 11:5-9 nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 10:1-16
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anokuudza kuti ari kudya.
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Nei Kusava Nekwatinotsigira Kuchinyanya Kukosha? (Mik 4:2)”: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 29
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 146 Nemunyengetero