2 Madzimambo 17:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo. 2 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 17:24 Asiria—Ine Utsinye Simba Renyika Guru Rechipiri w88 2/15 p. 27
24 Mambo weAsiriya akabva aunza vanhu kubva kuBhabhironi, Kuta, Avha, Hamati, neSefavhaimu,+ akavagarisa mumaguta eSamariya maimbova nevaIsraeri; vakatora Samariya vakagara mumaguta ayo.