-
Isaya 60:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Nekuti rima richafukidza nyika
Uye rima gobvu richafukidza marudzi;
Asi Jehovha achapenya pauri,
Uye kubwinya kwake kuchaonekwa pauri.
-