-
Mika 4:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Simuka upure, iwe mwanasikana weZiyoni;+
Nekuti ndichachinja nyanga dzako kuti dzive dzesimbi,
Uye ndichachinja mahwanda ako kuti ave emhangura,
Uye uchakuya marudzi mazhinji.+
Uchapa Jehovha pfuma yaiwanikwa nemarudzi acho achibiridzira,
Uye uchapa zvinhu zvawo zvese kuna Ishe wechokwadi uye wenyika yese.”+
-