-
Hagai 2:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Saka Hagai akati: “‘Ndizvo zvakaita vanhu ava, uye ndiwo maonero andiri kuita rudzi urwu,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye ndizvo zvakaitawo basa rese ravanoita nemaoko avo; zvinhu zvese zvavanopa ipapo hazvina kuchena.’
-