Hagai 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Hagai akapindura akati: “‘Ndizvo zvakaita vanhu ava, uye ndizvo zvakaita rudzi urwu pamberi pangu,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye ndizvo zvakaita basa rose remaoko avo, nezvose zvavanopa ikoko. Hazvina kuchena.’+ Hagai Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:14 Nharireyomurindi,4/15/2006, p. 281/1/1997, pp. 17-22 “Rugwaro Rwose,” pp. 167-168
14 Naizvozvo Hagai akapindura akati: “‘Ndizvo zvakaita vanhu ava, uye ndizvo zvakaita rudzi urwu pamberi pangu,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye ndizvo zvakaita basa rose remaoko avo, nezvose zvavanopa ikoko. Hazvina kuchena.’+