Johani 11:54 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 54 Saka Jesu akanga asingachafambi achionekwa nevanhu vese pakati pevaJudha, asi akabva ikoko, akaenda kunharaunda yaiva pedyo nerenje, muguta rainzi Efremu,+ akagara ikoko nevadzidzi. Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:54 Jesu—Nzira, pp. 215-216 Nharireyomurindi,6/1/1989, p. 8
54 Saka Jesu akanga asingachafambi achionekwa nevanhu vese pakati pevaJudha, asi akabva ikoko, akaenda kunharaunda yaiva pedyo nerenje, muguta rainzi Efremu,+ akagara ikoko nevadzidzi.