1 VaKorinde 8:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Panyaya yekudya zvekudya zvakabayirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ panyika uye kuti hakuna mumwe Mwari kunze kwemumwe chete.+
4 Panyaya yekudya zvekudya zvakabayirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ panyika uye kuti hakuna mumwe Mwari kunze kwemumwe chete.+