1 VaKorinde 9:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka kana ndiri kuzivisa mashoko akanaka, hachisi chikonzero chekuti ndizvirumbidze, nekuti ndinofanira kuzviita. Chokwadi ndechekuti ndine nhamo kana ndikasazivisa mashoko akanaka!+ 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:16 Mukai!,8/8/2001, p. 21 Nharireyomurindi,9/15/1996, pp. 17-18 “Rugwaro Rwose,” p. 212
16 Saka kana ndiri kuzivisa mashoko akanaka, hachisi chikonzero chekuti ndizvirumbidze, nekuti ndinofanira kuzviita. Chokwadi ndechekuti ndine nhamo kana ndikasazivisa mashoko akanaka!+