VaHebheru 7:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Nekuti Mutemo hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana,+ asi kuuya kwakaita tariro iri nani+ kwakaita kuti zvinhu zvive zvakakwana. Tariro iyoyo ndiyo inotiswededza pedyo naMwari.+
19 Nekuti Mutemo hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana,+ asi kuuya kwakaita tariro iri nani+ kwakaita kuti zvinhu zvive zvakakwana. Tariro iyoyo ndiyo inotiswededza pedyo naMwari.+