Genesisi 21:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo akati kuna Abrahamu: “Dzinga murandasikana uyu nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womurandasikana uyu haasi kuzova mugari wenhaka pamwe chete nomwanakomana wangu, naiye Isaka!”+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:10 Nharireyomurindi,7/1/1989, p. 21
10 Naizvozvo akati kuna Abrahamu: “Dzinga murandasikana uyu nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womurandasikana uyu haasi kuzova mugari wenhaka pamwe chete nomwanakomana wangu, naiye Isaka!”+