Genesisi 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Gare gare vakanzwa inzwi raJehovha Mwari achifamba mumunda panguva yakunenge kwava kufefetera mukati mezuva,+ munhu nomudzimai wake vakanovanda Jehovha Mwari pakati pemiti yomumunda.+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:8 Nharireyomurindi,1/1/2004, p. 297/1/2001, p. 78/1/1991, p. 21
8 Gare gare vakanzwa inzwi raJehovha Mwari achifamba mumunda panguva yakunenge kwava kufefetera mukati mezuva,+ munhu nomudzimai wake vakanovanda Jehovha Mwari pakati pemiti yomumunda.+