Eksodho 24:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Kwira kuno kwandiri mugomo, ugare imomo, nokuti ndinoda kukupa mahwendefa ematombo nomutemo nomurayiro zvandinofanira kunyora kuti uvadzidzise.”+
12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Kwira kuno kwandiri mugomo, ugare imomo, nokuti ndinoda kukupa mahwendefa ematombo nomutemo nomurayiro zvandinofanira kunyora kuti uvadzidzise.”+