Numeri 22:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Moabhi akati kuvarume vakuru veMidhiyani:+ “Zvino ungano iyi ichananzva zvinhu zvedu zvose zvakatipoteredza sezvinoita nzombe inonanzva bumhudza resango.” Panguva iyoyo chaiyo Bharaki+ mwanakomana waZipori ndiye akanga ari mambo weMoabhi.
4 Moabhi akati kuvarume vakuru veMidhiyani:+ “Zvino ungano iyi ichananzva zvinhu zvedu zvose zvakatipoteredza sezvinoita nzombe inonanzva bumhudza resango.” Panguva iyoyo chaiyo Bharaki+ mwanakomana waZipori ndiye akanga ari mambo weMoabhi.